bokomslag Vana Vatatu naHungwe
Barnböcker

Vana Vatatu naHungwe

Daniel Mutendi

Pocket

349:-

Funktionen begränsas av dina webbläsarinställningar (t.ex. privat läge).

Uppskattad leveranstid 7-11 arbetsdagar

Fri frakt för medlemmar vid köp för minst 249:-

  • 126 sidor
  • 2022

Vana vatatu vanoshanyira kuGreat Zimbabwe navabereki vavo. Zvino vari muzhira kudzokera kumba kuHarare, vanotenga Shiri yeZimbabwe yakavezwa nomunyaka pamusika uri parutivi pomugwagwa, kubva kune imwe harahwa. Shiri iyi ine mashiripiti, naizvozvo vana vanofara chose nayo. Batana nevatatu ava neshamwari yavo, zigondo rinonzi Hungwe, pavanopinda munguva yakapfuura vachindodzidza pamusoro penyika yavo yavanodisa, Zimbabwe. 


Bhuku iri rakanakira kudzidzisa vana kuverenga chiShona, uyevo kuvadzidzisa zvimwe zvezvinhu zvakaitika munyika yavo yeZimbabwe. Rinobetsera kusimbisa muvana kuti vanombova vanani ivo.


Iri ibhuku rokutanga pamatatu anotaura zvenyaya yeVana vatatu naHungwe.

  • Författare: Daniel Mutendi
  • Format: Pocket/Paperback
  • ISBN: 9781779213112
  • Språk: Engelska
  • Antal sidor: 126
  • Utgivningsdatum: 2022-03-01
  • Förlag: Daniel Mutendi